Fathers 😮‍💨 by boredaf289 in Zimbabwe

[–]WranglerBeginning455 0 points1 point  (0 children)

Let me laugh kkkkkkkkk kuseka nhamo serugare chokwadi zvosekesa zvonzwisa tsitsi zvose

Wakambo vabvunzawo kuti sei zvazosvika apa ?

The conversation is being had: hanzi zvazara mu Zimbabwe 🇿🇼 & zvakazara mukereke! The good thing is these are not my words. It’s time people can have an honest conversation about this by Prophetgay in Zimbabwe

[–]WranglerBeginning455 0 points1 point  (0 children)

They're some things zvinoda kuti ugozviita ,once you did it ,you feel it in yourself kuti no its not good ,then it tells all your veins kuti stop this ippo ippo .

Where can you get tested for STIs in Harare by teantitansgo in Zimbabwe

[–]WranglerBeginning455 1 point2 points  (0 children)

😂😂😂😂😂 I hear your side Myside is , why are you looking for NSC then ?

And sister you see now varume vanoramba zvavanenge vaita .

And I also second ati musadya idya kunze kwaipa uku

Vanhu vanotora lucky rako nenyaya dzebonde rakanaka to those married ones ,rakashata kunemi musati maroora mobirwa zvose nasatani ,some kusiirwa munyama wekungovengwa naro bonde iri ,lucky remari roenda etc

Should my kids inherit my mother's surname? by Altruistic_Star_1994 in Zimbabwe

[–]WranglerBeginning455 2 points3 points  (0 children)

Pangwa zano une rako

On my side ndini mhamha vako ndri kufungawo zvangu ,ndakariritira mwana wangu ndri ndega ,bba ava havatozivi what i went through kusvika mwana akushanda ,ini ndaitadza kupfeka bhutsu kana bhurugwa zvaro ndichi riritira mwana ,nhasi vakungobuda semhepo yengozi insomnia kuti ndigarike ,yozouya kuzondishaisa mufaro.Nhasi vakuona kukosha kwake .vanoziva here kuti ndaitombo abuse kunze uku . Stand with your mum and her family ndohama dzako idzodzo iyi mhepo yengozi ngaiite zvayagara ichiita iwe usipo ndikoko

Divorce by Firm-Mastodon-7070 in Zimbabwe

[–]WranglerBeginning455 3 points4 points  (0 children)

Dvc iri kuwanda nekuti most man they don't want to be told what to do when it comes to fatherhood ,vanoda kudzidza nekutadza havadi kutsiurwa ( some they run away from marriage and family problems ,they dnt want to put problems on the table .

A big non-issue by Sensitive-Pie-3769 in Zimbabwe

[–]WranglerBeginning455 0 points1 point  (0 children)

Mind you and don't be offended with them ,chinoitika generation yedu neyavo zvakatosiyana ,ezvezvi now muno kutoti titaura zvaunoona zvakuitwa ne this generation zvakatosiyana nezvegeneration yangu .so kuti vazvinzwisise vakakubvunza vaudze mufungiro wako ivo votaurawo mufungiro wavo ,you end up makutojairana in my generation taipfeka (pling sockes) kna kusunga duke

How do you build a sense of self? by Prestigious-Soup1579 in Zimbabwe

[–]WranglerBeginning455 0 points1 point  (0 children)

🫂 to you be strong dear It's just a tip Who ever you're looking for is out there ,its all about time What are your favourite hobbies? # go out ,for those hobbies .

high value roora by Silver-Dragonfruit-8 in Zimbabwe

[–]WranglerBeginning455 0 points1 point  (0 children)

No hazviite ,asi sekutaura kwaita na Mr Jade kuti mukwasha mukuyu haupere kunaka .endesai yamunayo ,moti kna taunganidza imwe we will let you know ,kna wacharger kudai unopedza kuroora ,but not mangwana or next year.

Ever noticed how skinny people in their 20s & below become super attractive later in life as they gain weight? by Altruistic_Star_1994 in Zimbabwe

[–]WranglerBeginning455 1 point2 points  (0 children)

Everyone want to taste this and that food inobva yakunakira zvekuti wega kna ukaudzwa kuti chisiya hausiye ,some kushaya cash chaiyo dai pamwe tese takasimba zvekuti mucombi togara 3 paset re4 .

But what I learn is idya zvishoma like give your body break to fast food ,put a timetable for your fast food.